April 10-16
2 MAKORONIKE 8-9
Rwiyo 88 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Aikoshesa Uchenjeri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 9:19—Mifananidzo yeshumba 12 yaiva kumativi echigaro cheumambo chaSoromoni ingangodaro yaimiririrei? (it-2-E 1097)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 8:1-16 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Jesu—Mt 16:16. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 09 pfungwa 6 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 42 uye mamwe mashoko 4
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 131 Nemunyengetero