April 17-23
2 MAKORONIKE 10-12
Rwiyo 103 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Batsirwa Nemazano Euchenjeri Aunopiwa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 11:15—Zvii zvingangodaro zvichirehwa nemashoko ekuti “madhimoni akaita sembudzi”? (it-1-E 966-967)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 10:1-15 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 6)
Hurukuro: (5 min.) be 69 ¶4-5—Musoro: Dzidzisa Vadzidzi Vako Pavanokukumbira Mazano. (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tingashandisa Sei Mavhidhiyo Anotaura Nezvezvidzidzo zveBhaibheri Zvatinoitisa?”: (5 min.) Hurukuro uye kuona vhidhiyo. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Tinokugamuchira kuKosi yeBhaibheri.
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 43
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 121 Nemunyengetero