Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Batsirwa Nemazano Euchenjeri Aunopiwa

Batsirwa Nemazano Euchenjeri Aunopiwa

Rehobhoamu aifanira kuita chisarudzo (2Mak 10:1-4; w18.06 13 ¶3)

Rehobhoamu akatsvaga mazano kune vamwe (2Mak 10:6-11; w01 9/1 29)

Rehobhoamu nevanhu vese vakatambura nekuti haana kuteerera zano reuchenjeri raakapiwa (2Mak 10:12-16; it-2-E 768 ¶1)

Nemhaka yeruzivo rwavainarwo, kazhinji vanhu vakuru vakasimba pakunamata vanogona kuona kuti kana munhu akaita chimwe chisarudzo zvichaguma nei.—Job 12:12.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Pavanhu vari muungano, ndiani angandipa mazano akanaka?’