April 24-30
2 MAKORONIKE 13-16
Rwiyo 3 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ndiriini Paunofanira Kuvimba naJehovha?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 15:16—Tingatevedzera sei ushingi hwaiva naAsa? (w17.03 19 ¶7)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.)2Mak 14:1-15 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 11)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 09 pfungwa 7 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 6)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 44 pfungwa 1-4 uye mamwe mashoko 5
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 39 Nemunyengetero