Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mambo Soromoni Anoita Chisarudzo Chisingaratidzi Uchenjeri

Mambo Soromoni Anoita Chisarudzo Chisingaratidzi Uchenjeri

[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Makoronike.]

Soromoni akazviunganidzira ngoro nemabhiza zvaaitenga kuIjipiti (Dhe 17:15, 16; 2Mak 1:14, 17)

Paidiwa maguta akawanda nevanhu vaizochengeta zvinhu izvozvo zvaizoshandiswa muhondo (2Mak 1:14; it-1-E 174 ¶5; 427)

Vanhu vaibudirira chaizvo pakatanga kutonga Soromoni asi akazoita kuti vanhu vaite basa rakaoma. Rehobhoamu paakazova mambo, vanhu vakamupandukira nekuti akaita kuti basa revanhu riwedzere kuoma. (2Mak 10:3, 4, 14, 16) Nguva dzese zvinhu zvatinosarudza zvine migumisiro yazvo.—VaG 6:7.