Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 27–April 2

2 MAKORONIKE 5-7

March 27–April 2
  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Mwoyo Wangu Uchagara Uri Pairi”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 6:29, 30—Mashoko aya akataurwa naSoromoni mumunyengetero angatinyaradza sei? (w10 12/1 11 ¶7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 6:28-42 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Kana saimba akaratidza kufarira, ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Kana hurukuro yeChirangaridzo yapera, kurukura nemunhu wawakakoka anenge auya, uye mupindure mubvunzo waanenge abvunza une chekuita nepurogiramu yacho. (th chidzidzo 17)

  • Hurukuro: (5 min.) w93 2/1 31—Musoro: Tingaita Sei Kana Tiri Mumamiriro Ezvinhu Akaoma Anotitadzisa Kupinda Chirangaridzo Neungano? (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU