March 6-12
1 MAKORONIKE 23-26
Rwiyo 123 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mak 25:7, 8—Mavhesi aya anotiudzei nezvekukosha kwekuimbira Jehovha nziyo dzekumurumbidza? (w22.03 22 ¶10)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 23:21-32 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yekukoka Vanhu kuChirangaridzo: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo. Misai vhidhiyo yacho pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mubvunzo unobuda pavhidhiyo yacho.
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Kana saimba akaratidza kufarira, ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 11)
Hurukuro: (5 min.) w11 6/1 14-15—Musoro: Nei vaKristu Vakanyatsorongeka? (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvatingaita Kuti Tibatsire Kana Paitika Njodzi”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Tichatanga Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Musi weMugovera, 11 March: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Kurukurai zviri mupepa racho rekukoka vanhu. Taurai urongwa hweungano yenyu hwehurukuro inokosha neChirangaridzo uye kuti muchashanda sei ndima yenyu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 39 uye mamwe mashoko 3
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 127 Nemunyengetero