Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa

Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa

Mambo Dhavhidhi akaronga vaRevhi nevapristi kuti vashumire patemberi (1Mak 23:6, 27, 28; 24:1, 3; it-2-E 241, 686)

Nyanzvi dzekuridza mimhanzi nevaidzidzira vakapiwa basa rekugadzira mimhanzi (1Mak 25:1, 8; it-2-E 451-452)

VaRevhi vakapiwa basa rekurinda pamagedhi, kuchengeta pfuma nemamwewo mabasa (1Mak 26:16-20; it-1-E 898)

Tinonamata Jehovha nenzira yakarongeka nekuti iye akarongekawo.—1VaK 14:33.

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Ungano yechiKristu mazuva ano yakanyatsorongwa sei kuti inamate Jehovha?