Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 25-31

PISAREMA 22

March 25-31

Rwiyo 19 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Masoja ari kukanda mijenya kuti agovane nguo dzaJesu

1. Bhaibheri Rakagara Rataura Zvimwe Zvinhu Nezvekufa kwaJesu

(10 min.)

Jesu aizoita seasiyiwa naMwari (Pis 22:1; w11 8/15 15 ¶16)

Jesu aizoshorwa (Pis 22:​7, 8; w11 8/15 15 ¶13)

Vavengi vaJesu vaizogovana nguo dzake vachishandisa mijenya (Pis 22:18; w11 8/15 15 ¶14; ona mufananidzo uri pakavha)

ZVIBVUNZE KUTI,Pisarema 22 rinondibatsira sei kuti ndive nechokwadi chekuti humwe uprofita hune chekuita naMesiya, hwakadai sehuri pana Mika 4:​4, huchazadziswa?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) PAIMBA NEIMBA. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 4)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Dzokera kunoonamunhu waunozivana naye wawakakoka kuChirangaridzo akaratidza kufarira. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 3)

6. Hurukuro

(5 min.) w20.07 12-13 ¶14-17—Musoro: Uprofita Huri muBhaibheri Hunotibatsira Sei Kuti Tive Nekutenda Kwakasimba? (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 95

7. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 53 Nemunyengetero