April 7-13
ZVIREVO 8
Rwiyo 89 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. Teerera Uchenjeri hwaJesu
(10 min.)
Jesu, uyo anofananidzwa neuchenjeri muna Zvirevo, akasikwa naJehovha kuti ave “kutanga kwenzira yake” (Zvi 8:1, 4, 22; cf 130 ¶7)
Uchenjeri hwaJesu uye kuda kwaanoita Baba vake Jehovha, zvakawedzera mumakore akawanda avaishanda vese pakusika zvinhu (Zvi 8:30, 31; cf 131 ¶8-9)
Tikateerera uchenjeri hwaJesu zvinhu zvinotifambira zvakanaka (Zvi 8:32, 35; w09 4/15 31 ¶14)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Zvi 8:1-3—Zvinorevei kuti uchenjeri “hunoramba huchishevedzera zvine simba”? (w22.10 18 ¶1-2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Zvi 8:22-36 (th chidzidzo 10)
4. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Pindura mibvunzo ine munhu ari kuda kupinda Chirangaridzo ari kuda kuziva zvichaitwa pamusangano wacho. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 3)
5. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Gamuchira munhu auya kuChirangaridzo akawana pepa rekumukoka rakaiswa pasi pedhoo, uye kurukura naye pashure pepurogiramu yacho. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 5)
6. Kutsanangura Zvaunotenda
(5 min.) Hurukuro. ijwbq nyaya 160—Musoro: Nei Jesu Achinzi Mwanakomana waMwari? (th chidzidzo 1)
Rwiyo 105
7. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 25 ¶1-4, bhokisi riri papeji 199