Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 10-16

ZVIREVO 4

March 10-16

Rwiyo 36 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Varindi vepamagedhi nevamwe vavo vari kuvhara magedhi nekukurumidza kuti muvengi ari kuuya asapinda

1. “Chengetedza Mwoyo Wako”

(10 min.)

Shoko rekuti “mwoyo” rinoreva zvakaita munhu nechemukati (Pis 51:6; w19.01 15 ¶4)

Tinofanira kuita zvese zvatinogona kuti tiuchengetedze (Zvi 4:23a; w19.01 17 ¶10-11; 18 ¶14; ona mufananidzo uri pakavha)

Upenyu hwedu hunobva pane zvakaita mwoyo wedu wekufananidzira (Zvi 4:23b; w12 5/1 32 ¶2)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Zvi 4:18—Vhesi iyi inotibatsira sei kunzwisisa zvinoitwa nemuKristu kuti azosvika pakuva pedyo naMwari? (w21.08 8 ¶4)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho anoratidza kuti anofarira pashure pekunge wamupa pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 5)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Koka munhu waunozivana naye kuChirangaridzo. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 3)

6. Kutsanangura Zvaunotenda

(5 min.) Muenzaniso. ijwfq nyaya 19—Musoro: Sei Zvapupu zvaJehovha Zvisingapembereri Isita? (lmd chidzidzo 3 pfungwa 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 16

7. Vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch

8. Kutanga Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Musi weMugovera, 15 March

(5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Taurai urongwa hweungano yenyu hwehurukuro inokosha neChirangaridzo uye kuti muchashanda sei ndima yenyu. Kurudzirai munhu wese kuti awedzere ushumiri hwake mumwedzi waMarch naApril.

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 76 Nemunyengetero