Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 24-30

ZVIREVO 6

March 24-30

Rwiyo 11 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Tinodzidzei Kumasvosve?

(10 min.)

Tinogona kudzidza zvakawanda nekucherechedza zvinoitwa nemasvosve (Zvi 6:6)

Masvosve haana mutungamiriri asi anoshanda pamwe chete nesimba achiunganidza zvekudya (Zvi 6:​7, 8; w10 7/1 9 ¶1-4)

Nei tichifanira kutevedzera zvinoitwa nemasvosve? (Zvi 6:​9-11; w09 4/15 16 ¶9-10)

© Aerial Media Pro/Shutterstock

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Zvi 6:​16-19—Zvinhu zvinotaurwa mumavhesi aya ndizvo zvega zvinovengwa naJehovha here? (w00 9/15 27 ¶4)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Koka munhu weukama asingachaiti basa kuhurukuro inokosha nekuChirangaridzo. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 3)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Kumbira waunoshandira kuti akupe nguva yekupinda Chirangaridzo. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 3)

6. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Koka munhu wacho kuhurukuro inokosha nekuChirangaridzo. (lmd chidzidzo 5 pfungwa 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 2

7. Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Jehovha Anoda Kuti Tifare—Mhuka Dzinonakidza Kuona

(5 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO yacho.Kana yapera, bvunzai vateereri kuti:

  • Mhuka dzinotidzidzisei nezvaJehovha?

8. Zvemuungano Yenyu

(10 min.)

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 126 Nemunyengetero