PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU May 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mazano ekushandisa pakupa vanhu Nharireyomurindi uye bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako pachako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anofara Kana Tikanyengetererawo Vamwe
Mwari akati Jobho anyengeterere shamwari dzake 3 kunyange zvazvo dzainge dzambomurwadziswa. Jobho akakomborerwa sei pamusana pokutenda kwake uye kutsungirira? (Jobho 38-
KURARAMA KWECHIKRISTU
Uri Kushandisa JW Library Here?
Zvaungaita kuti uve neJW Library app. Ingakubatsira sei pamisangano yeungano uye muushumiri?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Kuti Tifarirwe naJehovha Tinofanira Kukudza Mwanakomana Wake, Jesu
Jesu paakava mambo marudzi akaita sei? Nei tichifanira kukudza Mambo akagadzwa naMwari? (Pisarema 2)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ndiani Angava Mueni Mutende raJehovha?
Pisarema 15 rinotsanangura zvinotariswa naJehovha pamunhu waanoti ishamwari yake.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Mashandisiro Atingaita JW Library
Mashandisiro atingaita app iyi pakudzidza tiri toga, pamisangano, uye muushumiri.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Uprofita Hunotaura nezvaMesiya
Verenga uone kuti uprofita hunotaura nezvaMesiya huri pana Pisarema 22 hwakazadzika sei pana Jesu.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Wana Ushingi Kubva Kuna Jehovha
Chii chingatibatsira kuva neushingi sehwaiva naDhavhidhi? (Pisarema 27)