Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

May 16-22

MAPISAREMA 11-18

May 16-22
  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) wp16.3 peji 16—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp16.3 peji 16—Verenga magwaro uchishandisa JW Library kuitira kuti saimba anotaura mumwe mutauro aone magwaro acho mumutauro wake.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 100-101 ¶10-11—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira chidzidzo chinotevera.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • Mashandisiro Atingaita JW Library—Chikamu 1: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Set and Manage Bookmarks neimwe inonzi Use History modzikurukura kwenguva pfupi. Kana mapedza, kurukurai misoro midiki miviri yekutanga yenyaya ino. Kumbirai vateereri kuti vataure mamwe mashandisiro avanoita JW Library pavanodzidza vari vega kana kuti pavanogadzirira misangano yeungano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 15 ¶15-26 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 43 Nemunyengetero