May 23- 29
MAPISAREMA 19-25
Rwiyo 116 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uprofita Hunotaura nezvaMesiya”: (10 min.)
Pis 22:1
—Mesiya aizoita seasiyiwa naMwari (w11 8/15 15 ¶16) Pis 22:7, 8
—Mesiya aizotukwa (w11 8/15 15 ¶13) Pis 22:18
—Zvipfeko zvaMesiya zvaizogovewa pachishandiswa mijenya (w11 8/15 15 ¶14)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 19:14
—Chii chatinodzidza kubva muvhesi iyi? (w06 5/15 19 ¶9) Pis 23:1, 2
—Jehovha anoratidza sei kuti Mufudzi ane rudo? (w02 9/15 32 ¶1-2) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 25:1-22
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh
—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh
—Taipa mashoko aunoyeuka ari muvhesi yauri kutsvaga paJW Library kuti uwane vhesi inopindura mubvunzo unenge wabvunzwa nasaimba. Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 129-130 ¶11-12
—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira chidzidzo chinotevera.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 55
“Mashandisiro Atingaita JW Library”—Chikamu 2: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Download and Manage Bibles neimwe inonzi Search in a Bible or Publication modzikurukura kwenguva pfupi. Kana mapedza, kurukurai musoro mudiki wekupedzisira wenyaya ino. Kumbirai vateereri kuti vataure mamwe mashandisiro avanoita JW Library muushumiri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 16 ¶1-15
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 139 Nemunyengetero