Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

May 9-15

MAPISAREMA 1-10

May 9-15
  • Rwiyo 99 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp16.3—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ratidza munhu waunogara uchiendesera magazini vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? kubva paJW Library, chinangwa chako chiri chekutanga kudzidza naye Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 12 ¶12-13—Kurudzira mudzidzi kuti adhaunirodhe JW Library pafoni yake kana patablet.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 138

  • Remekedza Imba yaJehovha: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Remekedza Imba yaJehovha. (Endai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana vhidhiyo yapera, kumbirai vana vadiki kuti vauye kuchikuva, movabvunza mibvunzo pamusoro pevhidhiyo iyi.

  • Zita raMwari muMagwaro echiHebheru: (10 min.) Hurukuro inobva muKabhuku Kanobatsira Pakudzidza Shoko raMwari, Chikamu 1.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 15 ¶1-14, bhokisi rakanzi Mibvunzo Pamusoro paEsteri riri muchitsauko 16

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 11 Nemunyengetero