May 28–June 3
MAKO 13-14
Rwiyo 55 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Usakundwa Nekutya Vanhu”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mk 14:51, 52—Jaya rakatiza risina kupfeka ringangodaro raiva ani? (w08 2/15 30 ¶6)
Mk 14:60-62—Chii chingava chakaita kuti Jesu apindure mubvunzo wemupristi mukuru? (jy 287 ¶5)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 14:43-59
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumusangano.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 171-172 ¶17-18
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Jehovha Achakubatsira Kuti Usatya”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 22
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 81 Nemunyengetero