May 7-13
MAKO 7-8
Rwiyo 13 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tora Danda Rako Rekutambudzikira, Urambe Uchinditevera”: (10 min.)
Mk 8:34—Kana tichida kutevera Kristu, tinotofanira kuzviramba (“ngaazvirambe” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 8:34, nwtsty; w92 8/1 17 ¶14)
Mk 8:35-37—Jesu akabvunza mibvunzo miviri inotibatsira kuti tiise zvinhu zvinokosha pekutanga (w08 10/15 25-26 ¶3-4)
Mk 8:38—Kana tichida kutevera Kristu, tinotofanira kuva neushingi (jy 143 ¶4)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mk 7:5-8—Nei kugeza maoko yakanga iri nyaya hombe kuvaFarisi? (w16.08 30 ¶1-4)
Mk 7:32-35—Zvakaitwa naJesu paaiporesa murume aiva matsi zvinotidzidzisei? (w00 2/15 17-18 ¶9-11)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 7:1-15
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 157-158 ¶9-10
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
“Batsirai Mwana Wenyu Kuti Atevere Kristu”: (10 min.) Kukurukurirana.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 19 ¶10-16, bhokisi rakanzi “VaSamariya Vakabva Nekupi?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 60 Nemunyengetero