Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 7-8

Tora Danda Rako Rekutambudzikira, Urambe Uchinditevera

Tora Danda Rako Rekutambudzikira, Urambe Uchinditevera

8:34

Jesu akati: ‘Ramba uchinditevera.’ Saka tinotofanira kutsungirira. Zvii zvaungaita kuti urambe uchiita zvinotevera:

  • kunyengetera?

  • kudzidza?

  • kuita ushumiri?

  • kupinda misangano?

  • kupindura pamisangano?