SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI Mharidzo Dzekuenzanisira PLAY Mharidzo Dzekuenzanisira Paunoona Munhu Kekutanga Mubvunzo: Mwari akasikirei vanhu? Rugwaro: Ge 1:28 Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Mwari achazadzisa chinangwa chake? TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA: bhs 29 ¶1 Paunodzokera Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Mwari achazadzisa chinangwa chake? Rugwaro: Isa 55:11 Pekuzotangira: Upenyu huchange hwakaita sei Mwari paachazadzisa chinangwa chake? TSVAGA VHESI IYI MUBHOKISI REMATURUSI EKUDZIDZISA: bhs 29 ¶2 Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Mharidzo Dzekuenzanisira PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU Mharidzo Dzekuenzanisira dzaMay-June 2021 Shona Mharidzo Dzekuenzanisira dzaMay-June 2021 https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/202021185/univ/art/202021185_univ_sqr_xl.jpg mwb21 May p. 16