June 14-20
DHEUTERONOMI 5-6
Rwiyo 134 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 5:21—Tinodzidzei pamutemo wairambidza ruchiva? (w19.02 22 ¶11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 5:1-21 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Bvunza kana achida kudzidza Bhaibheri woita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 9)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita kuti mharidzo yako ienderane nasaimba woverenga rugwaro rwakakodzera. (th chidzidzo 12)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 9 ¶6-7 (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ratidza Rudo Mumhuri”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ratidza Rudo Rusingaperi Mumhuri Yako.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶27-32, mabhokisi 9C ne9D
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 111 Nemunyengetero