Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha

Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha

Vabereki vanofanira kushanda nesimba kuti vasvike pakuda Jehovha (Dhe 6:5; w05 6/15 20 ¶11)

Vanofanira kuva muenzaniso wakanaka kuvana vavo (Dhe 6:6; w07 5/15 15-16)

Vanofanira kugara vachidzidzisa vana vavo nezvaJehovha (Dhe 6:7; w05 6/15 21 ¶14)

Kuwedzera pakudzidzisa vana venyu pakunamata kwemhuri, ndepapi pamwe pamungavabatsira kuti vasvike pakuda Jehovha nemitemo yake?