June 21-27
DHEUTERONOMI 7-8
Rwiyo 136 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Usaroorerana Navo”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 8:3—Tinodzidzei pakupa kwaiita Jehovha mana kuvaIsraeri? (w04 2/1 13 ¶4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 7:1-16 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 15)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)
Hurukuro: (5 min.) w06 1/1 28 ¶14-15—Musoro: Usakanganwa Jehovha. (th chidzidzo 7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.
Zvemuungano Yenyu (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶33-39, bhokisi 9E
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 145 Nemunyengetero