June 28–July 4
DHEUTERONOMI 9-10
Rwiyo 49 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 9:1-3—Kunyange zvazvo vanakomana vevaAnaki vaiva vanhu “vahombe uye varefu,” nei vaIsraeri vaisafanira kuvatya? (it-1-E 103; w06 10/1 16 ¶1, 2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 10:1-22 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 12 ¶4-5 (th chidzidzo 18)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Mavideo Game: Ichokwadi Kuti Uri Kuhwinha Here?: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Mavideo game angakudyira sei nguva yako kana kukanganisa mafungiro ako? Muupenyu, ndezvipi zvimwe zvinhu zvinokosha kupfuura mavideo game? (VaE 5:15, 16) Mavideo game aunosarudza anoratidza kuti uri munhu akaita sei? Ungava sei shasha yezvinhu zvinokosha muupenyu?
“Ita Zvisarudzo Zvakanaka Panyaya Yekunwa Doro”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Funga Zvingazoitika Kana Ukanwa Doro.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 10 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 3 Nemunyengetero