Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”

“Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”

Teerera Jehovha nekuti unomuda nekumuremekedza (Dhe 10:12; w09 10/1 10 ¶3-4)

Kuteerera kunoita kuti tiwane makomborero (Dhe 10:13; w09 10/1 10 ¶6)

Jehovha anoda kuti tiswedere pedyo naye (Dhe 10:15; cl 16 ¶2)

Jehovha haatimanikidzi kumuteerera. Asi anoda kuti timude uye timuteerere “zvichibva pamwoyo.” (VaR 6:17) Vaya vanosarudza kushumira Jehovha vanorarama upenyu hwakanakisisa.