June 7-13
DHEUTERONOMI 3-4
Rwiyo 98 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 4:23—Nei Jehovha akapa vanhu vake murayiro uyu? (w04 9/15 25 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 3:1-13 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
“Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Dzidzisa Nechido”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kudzidzisa Nechido.
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 5 ¶1-2 (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶18-26, mabhokisi 9A ne9B
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 110 Nemunyengetero