Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zadzisa Mhiko Dzako

Zadzisa Mhiko Dzako

VaIsraeri vaiita mhiko vachizvidira asi vaitarisirwa kuti vadzizadzise (Nu 30:2; it-2-E 1162)

Pane zvimwe zvinhu zvakanga zvisingarambidzwi nemutemo asi munhu aigona kuita mhiko yekurega zvinhu izvozvo (Nu 30:3, 4; w17 04 3 ¶2)

Mazuva ano, Jehovha anobata munhu mumwe nemumwe akazvimiririra (Nu 30:6-9; w04 8/1 27 ¶3)

Mhiko mbiri dzinokosha kupfuura dzimwe dzese kumuKristu, imhiko yekuzvitsaurira kuna Jehovha nemhiko yemuchato.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri kuzadzisa mhiko dzandakapika here?’