May 24-30
NUMERI 34-36
Rwiyo 33 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Potera Kuna Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 35:31—Nei Adhamu naEvha vasingabatsirwi nechibayiro cherudzikinuro chaJesu? (w91 2/15 13 ¶13)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 34:1-15 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 2 ¶9-10 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Shamwari yaJehovha—Kutsiurwa Kunoratidza Kuti Unodiwa: (6 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, painopera kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Nei dzimwe nguva uchifanira kutsiurwa? Kutsiurwa kunokubatsirei? Nei Jehovha achititsiura?
“Kurangwa Chiratidzo Chekuti Jehovha Anotida”: (9 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi “Jehovha Anoranga Vaanoda.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶1-9, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 93 Nemunyengetero