Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Potera Kuna Jehovha

Potera Kuna Jehovha

Mwari akaita kuti pave nemaguta 6 ekupotera munyika yeIsraeri ekuti munhu ainge auraya munhu netsaona atizire (Nu 35:15; w17.11 9 ¶4)

Vakuru vemuIsraeri vaitonga nyaya imwe neimwe (Nu 35:24; w17.11 9 ¶6)

Maguta ekupotera aiita kuti munhu anzwe akachengeteka, asina chekutya (Nu 35:25; w17.11 11 ¶13)

Munhu aiuraya mumwe netsaona aifanira kurasikirwa nezvimwe zvinhu kuti akwanise kudzivirirwa mumaguta ekupotera. Isuwo tinotofanira kurasikirwa nezvimwe zvinhu kuti tinzwirwe tsitsi naMwari uye tiregererwe.