PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Tevedzera Jehovha Pakusava Nerusarura
Vanasikana vashanu vaZerofehadhi vaida kuchengetedza nhaka yababa vavo (Nu 27:1-4; w13 6/15 10 ¶14; ona mufananidzo uri pakavha)
Jehovha akaita chisarudzo chinoratidza kuti haasaruri (Nu 27:5-7; w13 6/15 11 ¶15)
Isuwo hatifaniri kusarura (Nu 27:8-11; w13 6/15 11 ¶16)
Tinotevedzera Jehovha pakusava nerusarura patinoremekedza vatinonamata navo tichivaratidza rudo uye patinoparidzira vanhu vemarudzi ese.