Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

Paunoona Munhu Kekutanga *

Mubvunzo: Tinoziva sei kuti kutambura kwatiri kuita hakusi kurangwa naMwari?

Rugwaro: Jak 1:13

Pekuzotangira: Nei tichitambura?

Paunodzokera *

Mubvunzo: Nei tichitambura?

Rugwaro: 1Jo 5:19

Pekuzotangira: Mwari anonzwa sei paanoona tichitambura?

^ ndima 3 ^ ndima 7 Unogona kuchinja mibvunzo iyi kuti ienderane nendima yenyu