Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Usakurirwa Nezvido Zvakaipa

Usakurirwa Nezvido Zvakaipa

Dhavhidhi akarega chido chakaipa chichikura mumwoyo make (2Sa 11:2-4; w21.06 17 ¶10)

Dhavhidhi akashandisa chinzvimbo chaaiva nacho kuvanza chivi chake (2Sa 11:5, 14, 15; w19.09 17 ¶15)

Chivi chakaitwa naDhavhidhi chakaita kuti asangane nematambudziko (2Sa 12:9-12; w18.06 17 ¶7)

Tinotofanira kuzvidzora kuti tisatarisa kana kufunga zvinhu zvisina kunaka. (VaG 5:16, 22, 23) Jehovha anogona kutibatsira kuti tisarega zvido zvakaipa zvichikura mumwoyo medu.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Mafungiro api andinofanira kushanda nesimba kuti ndidzore?’