June 20-26
2 SAMUERI 13-14
Rwiyo 127 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kungozvifunga kwaAmnoni Kwakaunza Matambudziko”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 14:25, 26—Tinodzidzei nezverunako rwechokwadi kubva kuna Absaromu? (g04-E 12/22 8-9)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 14:8-20 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano yedu. (th chidzidzo 18)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 05 pfungwa 6 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 18)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Shandisa Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! Kusimbisa Kutenda Muna Jehovha naJesu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Simbisa Kutenda Muna Jehovha Uchishandisa Bhuku Rinonzi “Rarama Nekusingaperi Uchifara!” neinonzi Simbisa Kutenda Muna Jesu Uchishandisa Bhuku Rinonzi “Rarama Nekusingaperi Uchifara!”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 09
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 47 Nemunyengetero