Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kungozvifunga kwaAmnoni Kwakaunza Matambudziko

Kungozvifunga kwaAmnoni Kwakaunza Matambudziko

Amnoni akatanga kuda Tamari (2Sa 13:1, 2; it-1-E 32)

Amnoni akabata Tamari chibharo (2Sa 13:10-15; w17.09 5 ¶11)

Absaromu akaurayisa Amnoni (2Sa 13:28, 29; it-1-E 33 ¶1)

Mukomana nemusikana vanenge vachidanana vangaitei kuti vasazvipinza mumatambudziko? Vanofanira kuzvidzora, vorega kuenda munzvimbo kana kuva mumamiriro ezvinhu anogona kuita kuti vapedzisire vaita zvakaipa.