June 27–July 3
2 SAMUERI 15-17
Rwiyo 123 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Absaromu Akapanduka Nekuti Aizvikudza”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 16:4—Zvakaitwa naDhavhidhi zvekumhanyirira kuita chisarudzo zvinotidzidzisei? (w18.08 6 ¶11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 17:17-29 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 7)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 2)
Hurukuro: (5 min.) w09 5/15 27-28—Musoro: Tingatevedzera Sei Itai?—2Sa 15:19-22. (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
“Rudo . . . Haruzvitutumadzi”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Yeuka Zvakaita Rudo—Haruzvitutumadzi.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 10
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 87 Nemunyengetero