Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Absaromu Akapanduka Nekuti Aizvikudza

Absaromu Akapanduka Nekuti Aizvikudza

Absaromu aizvitsvagira mbiri (2Sa 15:1; it-1-E 860)

Absaromu ainyengedza mwoyo yevanhu kuti vamufarire (2Sa 15:2-6; w12 7/15 13 ¶5)

Absaromu akaedza kutora chigaro chababa vake (2Sa 15:10-12; it-1-E 1083-1084)

Hatifaniri kurega kuda mukurumbira kuchidzika midzi mumwoyo yedu. Tinofanira kugara tichiongorora vavariro dzedu. Chinangwa chedu hachifaniri kuva chekuda kuyemurwa nevamwe asi chekuita zvakavanakira.—VaF 2:3, 4.