June 6-12
2 SAMUERI 9-10
Rwiyo 124 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Dhavhidhi Akaratidza Rudo Rusingachinji”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 10:4, 5—Nei zvakaitwa naHanuni zvakagumbura chaizvo varume vechiIsraeri? (it-1-E 266)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 9:1-13 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! mokurukura chikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa neZvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 17)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 05 pfungwa 4 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Yeuka Zvakaita Rudo—Rune Mutsa: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera, bvunzai kuti: Dhavhidhi akaratidza sei mutsa kuna Mefibhosheti? Tingaratidza sei vamwe mutsa nerudo rusingachinji?
Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 07
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 1 Nemunyengetero