May 16-22
2 SAMUERI 1-3
Rwiyo 103 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tinodzidzei Kubva Parwiyo Runonzi ‘Uta’?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 1:26—Nei Dhavhidhi aiti kuna Jonatani “hama yangu”? (it-1-E 369 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 3:1-16 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye mupe kadhi rejw.org. (th chidzidzo 20)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 04 pfungwa 5 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Rudo . . . Harufariri Zvisina Kururama”: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Yeuka Zvakaita Rudo—Harufariri Zvisina Kururama.
“Rudo . . . Rune Tariro Pazvinhu Zvese”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Yeuka Zvakaita Rudo—Rune Tariro Pazvinhu Zvese.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 04
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 2 Nemunyengetero