Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Rudo . . . Harufariri Zvisina Kururama”

“Rudo . . . Harufariri Zvisina Kururama”

Rudo ndirwo runoita kuti vaKristu vechokwadi vaite zvese zvavanoita. Rudo “harufariri zvisina kururama.” (1VaK 13:4, 6) Saka hatizvivaraidzi nezvinhu zvinoratidza unzenza kana zvekurwisana. Uyewo hatifari kana zvinhu zvakaipa zvikaitika kune vamwe, kunyange vaya vakambotiitira zvakaipa.—Zvi 17:5.

ONA VHIDHIYO INONZI YEUKA ZVAKAITA RUDO—HARUFARIRI ZVISINA KURURAMA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Dhavhidhi akaita sei paakanzwa kuti Sauro naJonatani vafa?

  • Dhavhidhi akaimba rwiyo rwekuchema Sauro naJonatani runonzi kudii?

  • Nei Dhavhidhi asina kufara pakafa Sauro?