Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tinodzidzei Kubva Parwiyo Runonzi “Uta”?

Tinodzidzei Kubva Parwiyo Runonzi “Uta”?

[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Samueri.]

Remekedza vanhu vanotungamirira (2Sa 1:17, 18, 23, 24; w00 6/15 13 ¶9)

Ramba wakavimbika kushamwari dzako (2Sa 1:25, 26; w12 4/15 10 ¶8)

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndingaratidza sei kuti ndinoremekedza vakuru muungano? Ndingaratidza sei kuti ndakavimbika kuvaKristu vandinonamata navo?’