May 2-8
1 SAMUERI 27-29
Rwiyo 71 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 28:15—Sauro akataura naani panguva iyi? (w10 1/1 20 ¶5-6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 27:1-12 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Kutambura—Jak 1:13. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 6)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Ramba Wakasimba Paunopikiswa: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Zvii zvatinodzidza kubva kuhama dzedu dzaiva muNazi Germany? Zvii zvatinodzidza kubva kuhama dzedu dzekuRussia uye dzaiva mune yaimbova Soviet Union?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 02
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 94 Nemunyengetero