Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi

Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi

Dhavhidhi akatiza Sauro (1Sa 27:5-7; it-1-E 41)

Dhavhidhi akachengetedza miganhu yenyika yeJudha (1Sa 27:8, 9; w21.03 4 ¶8)

Dhavhidhi haana kuudza Akishi zvese zvaaiita (1Sa 27:10-12; it-2-E 245 ¶6)

Mazuva ano, hurumende inogona kutirambidza kuita zvimwe zvinhu zvekunamata kana kutibvunza zvimwe zvinhu nezvehama dzedu. Kana zvakadaro zvikaitika, zvakanaka kuti tirambe takanyarara kuitira kuti tisapinza hama dzedu panguva yakaoma.—Zvi 10:19; 11:12; Mup 3:7.