May 23-29
2 SAMUERI 4-6
Rwiyo 135 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uchitya Kugumbura Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 6:8, 9—Tinodzidzei pane zvakaitwa naDhavhidhi, Jehovha paakaratidza hasha dzake? (w96 4/1 29 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 4:1-12 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)
Hurukuro: (5 min.) w05 10/1 23-24 ¶14-15—Musoro: “Ityai Mwari Mumukudze.”—Zva 14:7. (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Wagadzirira Here Zvekuita Kana Zvinhu Zvikangoerekana Zvisisina Kugadzikana Munyika?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wakagadzirira Njodzi Here? Tauraiwo zviyeuchidzo zvinobva kuhofisi yebazi uye kudare revakuru kana zviripo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 05
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 96 Nemunyengetero