Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uchitya Kugumbura Jehovha

Ramba Uchitya Kugumbura Jehovha

Vavariro dzakanaka hadzichinji zvinodiwa naJehovha (2Sa 6:3-5; w05 5/15 17 ¶7)

Uza haana kuteerera Mutemo waMwari (2Sa 6:6; w05 2/1 27 ¶20)

Jehovha akaranga Uza nekusaremekedza kwaakaita (2Sa 6:7; w05 2/1 27 ¶21)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaratidza sei nemararamiro andinoita kuti ndinotya kugumbura Jehovha?’—Zvi 3:7