May 30–June 5
2 SAMUERI 7-8
Rwiyo 22 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 8:2—Kukunda kwakaita Dhavhidhi vaMoabhi kwakazadzisa sei uprofita? (it-2-E 206 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 7:1-17 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira woibatanidza nezvinhu zvichangobva kuitika. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 13)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira woibatanidza nezvinhu zvichangobva kuitika. Muudze nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye mupe kadhi rejw.org. (th chidzidzo 18)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff pfupiso yechidzidzo 04, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
“Taura Nezvezvinhu Zviri Kuitika Munyika Paunenge Uri Muushumiri”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 06
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo Rutsva rweGungano Remunharaunda ra2022 Nemunyengetero