May 9-15
1 SAMUERI 30-31
Rwiyo 8 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvisimbise naJehovha Mwari Wako”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 30:23, 24—Nyaya iyi inotidzidzisei? (w05 3/15 24 ¶9)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 30:1-10 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Kutambura—1Jo 5:19. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 8)
Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wotanga chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa chidzidzo 01. (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Shamwari yaJehovha—Nyengetera Chero Nguva: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, painopera kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Nei uchifanira kunyengetera kuna Jehovha? Inguva dzipi dzaunogona kunyengetera kwaari? Zvii zvaunogona kumuudza paunenge uchinyengetera?
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 03
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 95 Nemunyengetero