Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvisimbise naJehovha Mwari Wako

Zvisimbise naJehovha Mwari Wako

VaAmareki vakapisa guta reZikragi vakatapa vanhu vese vaiva mariri (1Sa 30:1, 2)

Dhavhidhi nevarume vaaiva navo vakarwadziwa zvisingaiti (1Sa 30:3-5; w06 8/1 28 ¶12)

Dhavhidhi akazvisimbisa naJehovha (1Sa 30:6; w12 4/15 30 ¶14)

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Pandinenge ndiine zvinondidya mwoyo, ndiani wandinoenda kwaari kuti andisimbise?