June 12-18
2 MAKORONIKE 32-33
Rwiyo 103 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 33:15, 16—Zvakaitwa naManase zvinotidzidzisei? (w21.10 4-5 ¶11-12)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 32:1-15 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kurukurai zviri papeji 16 yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wobva wamuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chinhu chiri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 17)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 10 pfungwa 5 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ngwarira Vanhu Vakatsauka Pakutenda”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 48 pfungwa 1-4
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 90 Nemunyengetero