Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma

Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma

Saniheribhi akapinda muJudha nechisimba uye aidawo kurwisa Jerusarema (2Mak 32:1; it-1-E 204 ¶5)

Hezekiya akatora matanho ekuti adzivirire Jerusarema (2Mak 32:2-5; w13 11/15 19 ¶12)

Hezekiya akasimbisa vanhu vaMwari nezvaakataura (2Mak 32:6-8; w13 11/15 19 ¶13)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandingaita kuti ndibatsire hama nehanzvadzi dzangu zvinhu pazvinenge zvakaoma?’