June 19-25
2 MAKORONIKE 34-36
Rwiyo 97 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uri Kushandisa Zvaunenge Wadzidza muShoko raMwari Here?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Mak 35:20-23—Iyambiro ipi yatinowana pane zvakaitika kuna mambo Josiya ainge akanaka? (w17.03 27 ¶15-17)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 35:1-14 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! mokurukura chikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa neZvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 7)
Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)
Hurukuro: (5 min.) w17.09 25-26 ¶7-10—Musoro: Ratidza Simba Rine Shoko raMwari Paunenge Uri Muushumiri. (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Uri Kuteerera Bhaibheri Rakarekodhwa Here?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 48 pfungwa 5, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 117 Nemunyengetero